Munyakwe

Munyakwe, chinyakwe, chinamwe, rondo, dongo (clayey soil) imhando yedhaka rakatsetseka rinonamira kana ratoteswa. Dhaka iri rinoshandiswa kuumba hari nezvimwe zviumbwa.

Mitauro yeBantu

  • VaChewa vanoti mtapo (clay used in making pots; place where they dig such clay).
  • Vatauri veLunyoro vanoti obudongo (n. clay) kureva dongo.

Mimwe Mitauro

This page is based on a Wikipedia article written by authors (here).
Text is available under the CC BY-SA 3.0 license; additional terms may apply.
Images, videos and audio are available under their respective licenses.