Brazil

Brazil (/brəˈzɪl/, muChiPortuguese: Brasil, IPA: [bɾaˈziw]) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iBrasília.

Nyika iyi ine miganhu neVenezuela, Guyana, Suriname, French Guiana, Colombia, Bolivia, Peru, Argentina, Uruguay neParaguay.

LocationSouthAmerica
ArgentinaBolivia • Brazil • ChileColombiaEcuadorFrench GuianaGuyanaParaguayPeruSurinameUruguayVenezuela
Brazil
República Federativa do Brasil
LocationBrazil

Nasifla Presifla
Mitauro yekuMatare: ChiPortuguese
Guta Guru: Brasília
Nharaunda: 8,514,877 km²
Hugari hweVanhu: 208,568,000 (2018)
Tsinhano yeHugari: 24.35 km²
I TLD: .br
Argentina

Argentina (/ˌɑrdʒənˈtiːnə/) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iBuenos Aires.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Bolivia, Chile, Uruguay neParaguay.

Bolivia

Bolivia (/bəˈlɪviə/, muChiSpanish: [boˈliβja], muChiQuechua: Buliwya, muChiAymara: Wuliwya) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iLa Paz.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Argentina, Chile, Peru neParaguay.

Chile

Chile (/ˈtʃɪli/, /ˈtʃɪleɪ/) inyika iri kuziwumbe reSouth America. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 17.5 (2017).

Guta guru racho iSantiago.

Nyika iyi ine miganhu neArgentina, Bolivia nePeru.

Colombia

Colombia (/kəˈlʌmbiə/ kə-lum-biə, or /kəˈlɒmbiə/ kə-lom-biə) inyika iri kuziwumbe reSouth America. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 49.5 (2018).

Guta guru racho iBogotá.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Ecuador, Peru, Panama neVenezuela.

Curitiba

Curitiba guta neBrazil, guta guru reParaná.

http://www.curitiba.pr.gov.br

http://www.curitiba-brazil.com

Ecuador

Ecuador (/ˈɛkwədɔr/ e-kwə-dawr) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iQuito.

Nyika iyi ine miganhu neColombia nePeru. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 16.3 (2016).

FIFA World Cup

The FIFA World Cup, World Cup uye munguva pfupi ichangopfuura World FIFA Cup chinhu dzakawanda nhabvu makwikwi inoitwa nerimwe mana makore. Makwikwi ichi, akasikwa 1928 muFrance achitungamirirwa President Jules Rimet, yakazaruka neshamwari zvose kuzivikanwa FIFA (International Federation of Association Football, muna France: Federation Internationale of Football Association). The zita mutana mukombe zvinoreva Jules Rimet. Wokutanga shanduro kwakaitika muna 1930 muUruguay, ane kusarudzwa aiva Kumukundi.

Kutsauka World Cup 1930, kuti mutambo agara yakaitwa maitikiro maviri. Takarongwa nokuda Continental confederations, World Cup qualifiers kubvumira akanakisisa zvikwata kubva mumwe kondinendi kuti ndiitewo makwikwi, zvinotora nzvimbo munyika hondo imwe kana kupfuura. The kuitika World youduku ndiyo matatu namaviri National zvikwata kwenguva inenge mwedzi.

Nyika sere chete vaitsigira nyika nhasi. The Brazil, chikwata chete kuti muchinangwa makwikwi zvose, ndiye shasha mukuru pamwe shanu okuremekedza. Ndirwowo chete zvechigarire muridzi Jules Rimet Cup (kuiswa kutamba muna 1930) uye akahwina zvakajeka nekuda nyika iyo yakahwina nokuti kechitatu ushasha, kwakaitika muna makwikwi muna 1970 pamwe Pele, chete mutambi nekatatu nyika shasha munhau . The chikwata Brazilian rinoteverwa Italy uye Germany, tichidzivirira shasha, pamwe neimwe mikombe mina. The chikwata kuti akunda yokutanga edition, Uruguay akakunda kaviri sezvo Argentina, imwe nyika yokuSouth America. Pakupedzisira, France, England uye Spain akunda World Cup neimwe. Uruguay (1930), Italy (1934), England (1966), Germany (1974), Argentina (1978) uye France (1998) akakwanisa kuwana nyaya kanenge mumwe pamba. Nepo chete nyika kuti vawane kunyika ayo Brazil muEurope muna 1958 uye Asia muna 2002, Spain mu Africa muna 2010 uye Germany muna América do Sul muna 2014. The pazviridzwa yakawanda mitambo iri World Cup vari : Germany machisa 106, Brazil pamwe 104, Italy pamwe 83, Argentina pamwe 77 uye Britain ne 62.

The World Cup ndiyo akatarisa zvemitambo chiitiko munyika, inopfuura kunyange yeOlympic. Zvoupfumi, makwikwi kunobatsira kukura zvimwe sectors uye kukura kunyika wehondo. Mitambo zvivako, kusanganisira nhandare dzinovakwa kana patsva nepatinenge. Migwagwa, dzendege, hotels uye kwezvivako zvavo, vari nani kuti chehondo makwikwi. Zvisinei, mumwe muduku dzakasimukira nyika, asi "World Wechitatu", vangatambura zvinopfuura kutarisirwa kuronga World Cup.

The World Cup ane enyika zvinhu. Sezvo zvinogona kutapurira tsika norugare uye universalism, makwikwi zvinogonawo kuva chiitiko kupararira kurwa uye mhirizhonga akapoteredza machisi, kana kunyange pave nekukurukurirana hondo pakati nyika. Pane kursy akawanda kuronga World Cup.

Chiitiko yose iri varipowo dzakakurumbira netsika, mumafirimu akawanda uye anonzi, uye ndiyo mukana kusika nziyo kana nziyo. yemavhidhiyo uye chinamirwa Albums ose footballers Somuenzaniso, zviri kutengeswa pamberi World Cup uye tanga guru mukana zvoupfumi.

French Guiana

French Guiana (/ɡiːˈɑːnə/ or /ɡiːˈænə/) inyika iri kuziwumbe reSouth America, inotongwa neFrance.

Guta guru racho iCayenne.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil neSuriname.

Guyana

Guyana (/ɡaɪˈɑːnə/ or /ɡaɪˈænə/) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iGeorgetown.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Venezuela neSuriname.

Muenzanisi

Muchidzidzo chePimanyika, muenzanisi (equator) mutsetse unopangidza panosangana uso hweurungano nemutsendo une munzi wehuremu uye wakarurama neakiso yeurungano yacho. Kureva kuti mutsendo uyu wakaita mutwi neaksio uye kuti wakatakura munzi wehuremu (centre of mass) yeurungano yacho. Iri zita rinoshandiswazve pakutsangudza kuumbwa kweRinopasi, (Earth).

Takatarisana neRinopasi, muenzanisi mutsetse wekufungidzira une nhambwe dzakaenzana kubva kuGonga reMaodzanyemba kusvika keGonga reChamhembe panzvimbo dzose. Mutsetse uyu unocheka urungano yeRinopasi kuita zvikamu zviviri zvakaenzana.

Ngondoma Irrigation Scheme

Ngondoma Irrigation Scheme inzvimbo ine minda inoita zvokudiridzirwa muchirimo kana muzhizha.

Irigesheni iyi inowanikwa muruwa rweZhombe, munyasi morwizi Ngondoma mumisha yaSabhuku Nzama-Mahogo naSabhuku Maisa rimwe divi. Ishe wenzvimbo iyi ndiSamambwa, uye iri muMabura Ward, muZhombe, Kwekwe District, Midlands, Zimbabwe.

Mitsetse yakatarwa

yakati sambamba

yeNgondoma Irrigation Scheme inoti:

-18.4219140S;

26.4172190E

Nzvimbo yemabhizinisi iri pedyo i[[Columbina Rural

Service Center]] iyo iri chinhambwe chinosvika 4km nomugwagwa.

Ngondoma Irrigation Scheme iri muRegion 3 kana kuchitevedzwa ihwandu hunonaya nakwo mvura muZimbabwe. Kureva kuti inzvimbo inonaya mvura ingangosvika 600mm chete pamwaka wemvura gore rimwe nerimwe.

Nokudaro irigesheni inobatsira kwazvo munzvimbo dzinonaya mvura isingavimbiki kudai.

Minda yeIrigesheni iyi pamwechete inema hekita anodarika 44 (44.4 ha) nevarimi 180. Pavarimi 180 ava, 134 vacho vanhukadzi.

'Scheme' iyi yakavambwa muna 1968, mazuva mamwewo avambawo 'Empress Nickel Mine' mushure mokunge Dhamu Ngondoma rapera kuvakwa.

Minda iyi yakambokwira kuvavarira kusvika 70ha asi yakazodzorwazve pa 44ha. Zvisinei irigesheni iyi yakaberekawo imwe irigesheni diki ine 6ha nechekumusoro kunobva nemvura. Yakaberekwa iyi inonzi 'Ngondoma Irrigation scheme Extension' .

Irigesheni inowana mvura yayo kubva muDhamu Ngondoma kuburikidza neKanari (canal) inoshandisa matenu enyika kuunza mvura pamadiro, kana ichinge yangovhurwa kuti ichiuya kuIrigesheni. Hapana muchina unoshandiswa kuunza mvura kudiridza 51ha dzeminda iyi. Inongouya yega ichitevedza Kanari nokutenukira kwayo ichishandisa simba regunganidzo rinonzi 'Gravity' pachiRungu. Mutsindo wayo unoenda nokuti pombi yekudhamu yavhurwa kuti iwande zvakadii. Kana ichiuya yakawanda Mutsindo (presure) wayowo unowandawo.

Dhumu Ngondoma rinotakura '7.5 million cubic metres' dzemvura. Iyi imvura yakawanda kwazvo, inonzi nomutaueo wevana vamazuva ano 'inopera yabiwa' .

Irigesheni iyi inorimwa kunyanya Chibage, Madomasi, Muriwo Bhinzi neDerere. Mazuva ano vamwe vorima Gorosi neMhiripiri. Makavhu aya anonzi mabhatanatsi (Butternuts) anorimwa muminda iyi.

Varimi vanobatsirwa noruzivo nevarimisi vanoshandira Hurumende, mubazi rezvekurima, veAGRITEX.

Varimi vanotengerwa zvirimwa zvavo nevemisha yakapoteredza irigesheni, veku[[Columbina Rural

Service Center]] , veku Empress Growth Point, pamwe neve kumaguta. Derere rinodiwa zvakanyanya kuBulawayo.

Varimi vanopota vachisarudza hutungamiri hweIrigeshen mushure kwenguva yakatarwa (3 years).

Komiti iyi ( 'Irrigation Management

Committee' ) inoshanda pamwe nemurimisi, nevashandi veHurumende kuona kuti zvose zvinoda kuitwa nokugadziriswa muIrigeshen zvabudirira.

Makore apfuura murimi umwe neumwe aingozvionera kuti orima sei bande rake muIrigeshen.

Vazhinji vaiwanzo Kurima neMombe dzavo kana dzokuripira.

asi gore 2015 Hurumende yakaunza michina namatarakita kubatsira varimi, abo vabhara mutengo unonzwisisika, kuti varirwe.

MaTarakita aya pamwe nemichina yokurimisa yakatsvagwa neHurumende kubva kunyika yeBrazil.

Matarakita aya anogona kubatsirawo varimi vekunze kweIrigesheni kana zvichibvira.

Varimi vemuIrigeshen havadyi chinovava nokushandisa maoko avo. Ramangwana reIrigesheni iyi rinoratidza kujeka chaizvo.

Tarisaiwo

Ngondoma Irrigation Scheme English Version

Zhombe

Zhombe English Version

Empress Mine Township, Zimbabwe

Empress Mine Township, Zimbabwe English Version

Columbina Rural Service Center

Columbina Rural Service Center English Version

References

Paraguay

Paraguay (US /pɛərəɡwaɪ/, UK /pærəɡwaɪ/) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iAsunción.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Bolivia, Argentina neUruguay.

Peru

Peru (/pəˈruː/ muChiSpanish: Perú; muChiQuechua: Perú or Piruw; muChiAymara: Piruw) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iLima.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Colombia, Ecuador, Bolivia neChile.

Rio de Janeiro

Rio de Janeiro guta neBrazil.

Rudzi rwaIsrael

Rudzi rwemaJudha (Jews in English) rudzi rwevanhu vane madzitateguru akabva kunyika yeIsrael vari vanhu vakazvarwa nevanakomana gumi nevaviri vaJacob . Nhoroondo yerudzi urwu inotevedza madzibaba avo ane mazita akanyorwa muBhaibheri vanoti: Abraham; Isaac; naJacob. Abraham naSarah vakazvara mwanakomana anonzi Isaac uyo akazvarwa mumakore ekunge vose vakwegura. Uku kwakanga kuri kuzadziswa kwechivimbiso chaMwari pavakatuara naAbraham vachiti uchava nemwanakomana kuburikidza nomudzimai wako Sarah. Mwari vakaitawo zvimwe zvitsidzo kuna Abraham zvinosanganisira: kuti huwandu hwevana vake hucahava sejecha riri pamhenderedzo yegungwa; kuti Mwari vachapa nyika yeCanaan kuna Abraham nevana vake vaizotevera shure kwake; kuti Mwari vacharopafadza vana vaAbraham zita ravo rikaita mukurumbira; kuti avo vanoropafadza vana vechipikirwa vaAbraham navowo vacharopafadzwa; kuti avo vanotuka vana vaAbraham nanvowo vachatukwa.

South America

South America ziwumbe riri kuChamhembe kweNorth America uye chikamu cheziendanakuenda redunhu rinonzi America. KuMadokero kwaro kune gungwa rePacific, kuMaodzanyemba nekuMabvazuva kune gungwa reAtlantic. North America neCaribbean Sea dziri kuMaodzanyemba kwakadziva kuMadokero. Ziwumbe iri rine nyika gumi nembiri dzinozvitonga dzinosanganisira —Argentina, Bolivia, Brazil, Chile, Colombia, Ecuador, Guyana, Paraguay, Peru, Suriname, Uruguay, neVenezuela— kunoitawo French Guiana, inotongwa neFrance.

South America ine nharaunda yakakura 17,840,000 square kilometers (6,890,000 sq mi) nehugari hwevanhu vanosvika 371,090,000 zvichitevedza kuverengwa mugore 2005. Pakukura kwenharaunda South America ndiyo yechina ichitevedza Asia, Africa, neNorth America, uye ndiwo yechishanu pakuwanda kwevanhu ichitevera Asia, Africa, Europe, and North America.

Zita rekuti America rakapiwa nevarume vanoti Martin Waldseemüller naMatthias Ringmann, vachitora zita remurume ainzi Amerigo Vespucci anova ndiye akatanga kutaura kuvanhu vaibva kuEurope kuti nzvimbo iyi haisi India asi raitova rimwe dunhu ravaisaziva.

Suriname

Suriname (/ˈsuːrɨnəm/) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iParamaribo.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, French Guiana neGuyana.

Uruguay

Uruguay (/ˈjʊərəɡwaɪ/) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iMontevideo.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Argentina neParaguay.

Venezuela

Venezuela (/ˌvɛnəˈzweɪlə/ ven-ə-zwale-ə, muChiSpanish: [be.neˈswela]) inyika iri kuziwumbe reSouth America.

Guta guru racho iCaracas.

Nyika iyi ine miganhu neBrazil, Trinidad and Tobago, Grenada, Curaçao, Aruba, Leeward Antilles, Guyana neColombia.

Mimwe Mitauro

This page is based on a Wikipedia article written by authors (here).
Text is available under the CC BY-SA 3.0 license; additional terms may apply.
Images, videos and audio are available under their respective licenses.